Hymn Lyrics
728 Ndinoda imi Yesu
Ndinoda imi Yesu -L. Tarwirei
M· Ndinoda imi Yesu
V.· SIA Ndinoda imi yesu Mambo wangu, simba rangu nokufara kwangu, ndi
noitira imi Mambo --- dakara simba rapera mukufaa
B: Ndinoda imi yesu Mambo wangu, simba rangu nokufara kwangu, ndi
noitira --- i-mi Ma-mbo --- simba ra-pe-ra mukufaa.
Madetembo:
1. Mweya wangu wakakusiyayi wakashooraa imi Mambo ndakafamba ndiri murima
2. Neshungu huru yo-mwe-ya ndinoti ndakanyangadza asi nokuda kwenyu ndakawana ru-po-ne-so
3. Ndinokumbira imi Yesu ndide kusara-sika-zve .
4. Mundisimbisewo murupenyu ndisvike uko kunerni kuti pamwe navangere ndikutunhidzei narini .
Chorus:
SIA: Rupenyu rwa-ngu tambirai, ndinoda imi dakara simba rapera mukufaa
B --- Ru-penyu rwangu-hu tambirai --- imi dakara simba rapera mukufaa
